Eksodo 9:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ipapo Mozisi akabva pana Faro akabuda muguta. Akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha; kutinhira nechimvuramabwe zvakamira, uye mvura haina kuzonayazve panyika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino Mosesi akaɓuɗa muguta pamberi paFarao, akatambanudzira maʋoko ake kunaJehova, kutinhira necimvuramabge ɀikanyarara, nemvura ikasaɗururirwa panyika. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Zvino Mosesi akabuda muguta pamberi paFarao, akatambanudzira maoko ake kuna Jehovha, kutinhira nechimvuramabwe zvikanyarara, nemvura ikasadururirwa panyika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mosesi akabva paiva naFarao, akabuda muguta umu, ndokusimudza maoko ake kuna Tenzi. Kutinhira kwemheni nechivhuramahwe zvakabva zvanyarara, mvura ichibva yakasa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mosesi akabva paiva naFarao, akabuda muguta umu, ndokusimudza maoko ake kuna Tenzi. Kutinhira kwemheni nechivhuramahwe zvakabva zvanyarara, mvura ichibva yakasa. See the chapter |