Eksodo 9:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Munyika yose yeIjipiti, chimvuramabwe chakarova zvinhu zvose zvakanga zviri musango, zvose vanhu nezvipfuwo; chakarovera pasi zvose zvaimera musango ndokuparadza miti yose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Cimvuramabge cikaroʋa ɀose ɀakaŋga ɀiri kusaŋgo, ʋanhu neɀipfuwo, panyika yose yeEgipita; cimvuramabge cikaroʋa miriʋo yose yeminda, cikavuna miti yose yesaŋgo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Chimvuramabwe chikarova zvose zvakanga zviri kusango, vanhu nezvipfuwo, panyika yose yeIjipiti; chimvuramabwe chikarova miriwo yose yeminda, chikavhuna miti yose yesango. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Chivhuramahwe chakarova munyika yose yeIjipiti. Chakarova zvinhu zvose zvaiva kumafuro, vanhu nezvipfuwo nezvirimwa zvose muminda nokutyoranisa miti yose musango. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Chivhuramahwe chakarova munyika yose yeIjipiti. Chakarova zvinhu zvose zvaiva kumafuro, vanhu nezvipfuwo nezvirimwa zvose muminda nokutyoranisa miti yose musango. See the chapter |