Eksodo 9:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Mwari wavaHebheru: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Pinda kunaFarao, undomuʋudza, uti: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Pinda kuna Farao, undomuudza, uti, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru: Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akati kuna Mosesi, “Enda kuna Farao uti kwaari, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wavaHebheru, rega vanhu vangu vaende, vandondinamata.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akati kuna Mosesi, “Enda kuna Farao uti kwaari, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wavaHebheru, rega vanhu vangu vaende, vandondinamata.’ See the chapter |