Eksodo 6:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndakasimbisawo sungano yangu navo kuti ndivape nyika yeKenani, nyika yavakagara savatorwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ndakasimbisa suŋgano yaŋgu naʋo kuti ndiʋape nyika yeKanani, nyika yoʋutorwa bgaʋo, maʋakaŋga ʋari ʋatorwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino ndakasimbisa sungano yangu navo kuti ndivape nyika yeKenani, nyika youtorwa hwavo, mavakanga vari vatorwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ini ndakaitawo chitenderano changu navo ndichiti, ‘Ndichavapa nyika yeKanani mavaimboita zvokugara vachiti apa garei, tamei apa garei tamei.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ini ndakaitawo chitenderano changu navo ndichiti, ‘Ndichavapa nyika yeKanani mavaimboita zvokugara vachiti apa garei, tamei apa garei tamei.’ See the chapter |