Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 4:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Asi kana vasingatendi zviratidzo zviviri izvi kana kukuteerera, utore mvura kubva muna Nairi ugoidira pasi. Mvura yaunotora kubva murwizi ichava ropa pamusoro pevhu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino kana ʋaciramba kutenda ɀiratidzo iɀo ɀiʋiri, kana kutenda inzwi rako, ucere mvura yomurwizi, uiɗururire pakawoma, ipapo mvura yawacera icashanduka ropa ipapo pakawoma.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino kana vachiramba kutenda zviratidzo izvo zviviri, kana kutenda izwi rako, uchere mvura yomurwizi, uidururire pakaoma, ipapo mvura yawachera ichashanduka ropa ipapo pakaoma.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Kana vakaramba kugamuchira zviratidzo izvi zviri zviviri, kana kuramba kunzwa zvauchareva, teka mvura muna Nairi uidururire pasi pakaoma mvura iyoyo yaunenge wateka muna Nairi ichasanduka kuva ropa pasi ipapo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Kana vakaramba kugamuchira zviratidzo izvi zviri zviviri, kana kuramba kunzwa zvauchareva, teka mvura muna Nairi uidururire pasi pakaoma mvura iyoyo yaunenge wateka muna Nairi ichasanduka kuva ropa pasi ipapo.”

See the chapter Copy

Eksodo 4:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements