Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 4:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ipapo Mozisi akadzokera kuna Jeturo tezvara wake akati kwaari, “Regai ndidzokere kuvanhu vokwangu kuIjipiti kuti ndinoona kana vachiri vapenyu.” Jeturo akati, “Enda hako, ufambe zvakanaka.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ɀino Mosesi wakaenda, akadzokera kunaJetero, mukarabga wake, akati kwaari: Ƌonditenderai henyu kuenda, ndidzokere kuhama dzaŋgu Egipita, ndindoʋona kana ʋaciri ʋapenyu. Jetero akati kunaMosesi: Enda hako norugare.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Zvino Mosesi akaenda, akadzokera kuna Jeturo, mukarabwe wake, akati kwaari, “Donditenderai henyu kuenda, ndidzokere kuhama dzangu Ijipiti, ndindoona kana vachiri vapenyu.” Jeturo akati kuna Mosesi, “Enda hako norugare.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Mosesi akadzokera kuna vatezvara vake vaJetero ndokusvikoti, “Ndibvumireiwo kudzokera kuIjipiti kundoona hama dzangu kuti vapenyu here.” Jetero akati kuna Mosesi, “Zvakanaka, enda hako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Mosesi akadzokera kuna vatezvara vake vaJetero ndokusvikoti, “Ndibvumireiwo kudzokera kuIjipiti kundoona hama dzangu kuti vapenyu here.” Jetero akati kuna Mosesi, “Zvakanaka, enda hako.”

See the chapter Copy




Eksodo 4:18

Follow us:

Advertisements


Advertisements