Eksodo 38:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Vakapinza mapango mukati memhete kuitira kuti agova pamativi earitari, kuti vaitakure nawo. Vakaiita namapuranga, isina chinhu mukati. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akaisa matanda mukati meɀindori ɀaiʋa panhiʋi dzeartari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuraŋga, ikasaʋa necinhu mukati. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Akaisa matanda mukati mezvindori zvaiva panhivi dzeatari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuranga, ikasava nechinhu mukati. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akapfekera mapango iwayo mumaringi apamativi maviri eatari okuwana matakuriro. Akaigadzira namapuranga iine zimhango risina chinhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Akapfekera mapango iwayo mumaringi apamativi maviri eatari okuwana matakuriro. Akaigadzira namapuranga iine zimhango risina chinhu. See the chapter |