Eksodo 37:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Akaiumbira mhete dzegoridhe ina akadziisa pamakumbo ayo mana, nemhete mbiri pano rumwe rutivi uye dzimwe mbiri kuno rumwezve rutivi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akaiʋumbira ɀindori ɀinna ɀendarama, akaɀiisa pamakumbo ayo manna; ɀindori ɀiʋiri ɀaiʋa parutiʋi rumŋe, neɀindori ɀiʋiri panorumŋe rutiʋi ɀe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Akaiumbira zvindori zvina zvendarama, akazviisa pamakumbo ayo mana; zvindori zviviri zvaiva parutivi rumwe, nezvindori zviviri panorumwe rutivizve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Akarigadzirira maringi mana endarama okuisa mumakona mana ebhokisi. Akaisa maringi iwayo pamakona mana ebhokisi akati uku maviri uku maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Akarigadzirira maringi mana endarama okuisa mumakona mana ebhokisi. Akaisa maringi iwayo pamakona mana ebhokisi akati uku maviri uku maviri. See the chapter |