Eksodo 36:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 nokuti zvavakanga vatova nazvo zvakanga zvatowandisa pane zvaidiwa kuita basa rose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nokuti ɀaʋakaŋga ʋanaɀo, ɀakakwanira maɓasa ose aʋaifanira kuita, ɀimŋe ɀikasara. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Nokuti zvavakanga vanazvo, zvakakwanira mabasa ose avaifanira kuita, zvimwe zvikasara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti zvipo zvakanga zvaunzwa kare zvakanga zvatokwana kuitisa basa iroro, zvichitopfuuridza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti zvipo zvakanga zvaunzwa kare zvakanga zvatokwana kuitisa basa iroro, zvichitopfuuridza. See the chapter |