Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 35:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mozisi akaunganidza ungano yose yavaIsraeri akati kwavari, “Izvi ndizvo zvinhu zvamakarayirwa naJehovha kuti muite:

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Mosesi wakaʋuŋganidza ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, akati kwaʋari: Ndiwo mashoko akarairwa naJehova kuti muaite:

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Mosesi wakaunganidza ungano yose yavana vaIsiraeri, akati kwavari, “Ndiwo mashoko akarairwa naJehovha kuti muaite.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite:

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mosesi akakokera musangano wegungano rose ravaIsiraeri akati, “Hezvinoi zvinhu zvanzi naTenzi muite:

See the chapter Copy




Eksodo 35:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements