Eksodo 30:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Anofanira kupisazve zvinonhuhwira paanenge achitungidza mwenje zuva richangovira saka zvinonhuhwira zvinofanira kupiswa nguva dzose pamberi paJehovha kusvikira kuzvizvarwa zvinotevera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kana Aroni acituŋgidza mŋenje maɗekwana, ŋgaaɀipise, ɀiʋe ɀinonhuwira pamberi paJehova nokusiŋgaperi kuȿikira kumarudzi enyu ose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Kana Aroni achitungidza mwenje madekwana, ngaazvipise, zvive zvinonhuwira pamberi paJehovha nokusingaperi kusvikira kumarudzi enyu ose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Manheru, paanouya kuzogadziridza marambi, ngaapise rusenzi zvakare, ruve rusenzi runogaropiswa paneni Tenzi pazvizvarwa zvenyu zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Manheru, paanouya kuzogadziridza marambi, ngaapise rusenzi zvakare, ruve rusenzi runogaropiswa paneni Tenzi pazvizvarwa zvenyu zvose. See the chapter |