Eksodo 30:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Ani naani anoita mafuta anonhuhwira akafanana nawo uye ani naani anoaisa pamunhu upi zvake kunze kwomuprista anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.’ ” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Aninani unoveŋganisa mafuta akafanana nawo, ʋuye aninani unoisa mamŋe awo pamutorwa, ŋgaabviswe pakati porudzi rwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Ani naani unovhenganisa mafuta akafanana nawo, uye ani naani unoisa mamwe awo pamutorwa, ngaabviswe pakati porudzi rwake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.” See the chapter |