Eksodo 29:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Uzviise mudengu uye ugozvikumikidza zviri imomo, pamwe chete nehando uye makondobwe maviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Uɀiise muɗeŋgu rimŋe, ugoʋuya naɀo ɀiri muɗeŋgu, pamŋe cete nenzombe ɗuku namakondobge maʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Uzviise mudengu rimwe, ugouya nazvo zviri mudengu, pamwechete nenzombe duku namakondohwe maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Unozviisa mutswanda, wouya nazvo zviri mutswanda imomo, uuyewo nehandira nehondohwe mbiri dziya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Unozviisa mutswanda, wouya nazvo zviri mutswanda imomo, uuyewo nehandira nehondohwe mbiri dziya. See the chapter |