Eksodo 26:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uite zvishwe zvomucheka webhuruu kurutivi rwokumucheto wechidzitiro zvakabatanidzwa pamwe chete, uye ugoita zvimwe chete nechidzitiro chokumucheto mune zvimwe zvakabatanidzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Uite ɀiswe ɀitema pamupendero wejira rimŋe rokupedzisira panaakaɓatanidzwa pamŋe cete; ugoita ʋo saiɀoɀo pamupendero wejira rokupedzisira panaakaɓatanidzwa ɀe pamŋe cete. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Uite zvishwe zvitema pamupendero wejira rimwe rokupedzisira panaakabatanidzwa pamwechete; ugoitawo saizvozvo pamupendero wejira rokupedzisira panaakabatanidzwazve pamwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Usungewo zvishwe zvomucheka woruvara rwedenga pamupendero wejira rokunzekunze pamachira aye okutanga, uite saizvozvo pamupendero wejira rokunzekunze pamachira echipiri aya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Usungewo zvishwe zvomucheka woruvara rwedenga pamupendero wejira rokunzekunze pamachira aye okutanga, uite saizvozvo pamupendero wejira rokunzekunze pamachira echipiri aya. See the chapter |