Eksodo 24:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo Mozisi akanyora zvinhu zvose zvakanga zvarehwa naJehovha. Akamuka mangwana acho mangwanani akavaka aritari mujinga megomo uye akamisa mbiru dzamabwe gumi nembiri dzichimirira marudzi gumi namaviri avaIsraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mosesi akanyora mashoko ose aJehova, akamuka maŋgwanani, akandoʋaka artari pasi pegomo, akamisa shoŋgwe dzinegumi nembiri, ɀakafanana namarudzi anegumi namaʋiri aʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Mosesi akanyora mashoko ose aJehovha, akamuka mangwanani, akandovaka atari pasi pegomo, akamisa shongwe dzine gumi nembiri, zvakafanana namarudzi ane gumi namaviri avaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi akanyora mashoko ose aTenzi. Kuzoti kwaedza akafumomuka ndokuvaka atari mujinga megomo. Akamisa mabwe gumi namaviri anomirira madzinza evaIsiraeri gumi namaviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mosesi akanyora mashoko ose aTenzi. Kuzoti kwaedza akafumomuka ndokuvaka atari mujinga megomo. Akamisa mabwe gumi namaviri anomirira madzinza evaIsiraeri gumi namaviri. See the chapter |