Eksodo 23:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Musadzvinyirira mutorwa; imi pachenyu munoziva kuti zvakaita sei kuva mutorwa, nokuti makanga muri vatorwa muIjipiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Usatambudza mutorwa, nokuti munoziʋa mŋoyo womutorwa, ɀamakaŋga muri ʋatorwa munyika yeEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Usatambudza mutorwa, nokuti munoziva mwoyo womutorwa, zvamakanga muri vatorwa munyika yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Usabate mutorwa zvakaipa. Imi munoziva wani upenyu hwomutorwa nokuti imi maivawo vatorwa kunyika yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Usabate mutorwa zvakaipa. Imi munoziva wani upenyu hwomutorwa nokuti imi maivawo vatorwa kunyika yeIjipiti. See the chapter |