Eksodo 23:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Usava nechokuita nokupomerwa kwemhosva yenhema uye usatongera rufu munhu asina mhosva, kana munhu akatendeka, nokuti ini handizopembedzi munhu ane mhosva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Unɀeŋge shoko renhema; usaʋuraya munhu usinemhoȿa ʋuye wakarurama, nokuti handiŋgaruramisiri wakaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Unzvenge shoko renhema; usauraya munhu asina mhosva uye akarurama, nokuti handingaruramisiri akaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Siyana nokupomera vanhu mhosva dzavasina, urege kuti munhu asina mhosva, mururami aurayiwe. Ndinodaro nokuti muipi handingati haana mhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Siyana nokupomera vanhu mhosva dzavasina, urege kuti munhu asina mhosva, mururami aurayiwe. Ndinodaro nokuti muipi handingati haana mhosva. See the chapter |