Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “Kana chipfuwo chakabiwa chikawanikwa chichiri chipenyu muruoko rwake, ingava nzombe kana mbongoro kana gwai, iye anofanira kuripa zvava zviviri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Kana caakaŋga aɓa cikawanikwa muruʋoko rwake ciciri cipenyu, kana iri nzombe, kana mboŋgoro, kana gwai, unofanira kuripa kaʋiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Kana chaakanga aba chikawanikwa muruoko rwake chichiri chipenyu, kana iri nzombe, kana mbongoro, kana gwai, anofanira kuripa kaviri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kana akanga aba mombe kana kuti dhongi kana hwai, akazowanikwa ainayo iri mhenyu, ngaaripe muripo wakapetwa kaviri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kana akanga aba mombe kana kuti dhongi kana hwai, akazowanikwa ainayo iri mhenyu, ngaaripe muripo wakapetwa kaviri.

See the chapter Copy




Eksodo 22:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements