Eksodo 22:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 asi kana zvikaitika shure kwokubuda kwezuva, anenge ane mhosva yokuteura ropa. “Mbavha inofanira kudzora zvayaba, asi kana isina chinhu, inofanira kutongeswa kuti iripe umbavha hwayo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi kana zuʋa rakaŋga ramuɓuɗira, ucaʋa nemhoȿa paropa rake, unofanira kuripa; kana asinecinhu unofanira kuteŋgeswa nokuɗa kwokuɓa kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Asi kana zuva rakanga ramubudira, achava nemhosva paropa rake, anofanira kuripa; kana asina chinhu anofanira kutengeswa nokuda kwokuba kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi kana zvikaitika ari masikati machena, ane mhosva yokuponda munhu. “Mbavha ngairipiswe zvakakwana, kana isina chainacho, ngaitengeswe pawanikwe muripo wezvayakaba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi kana zvikaitika ari masikati machena, ane mhosva yokuponda munhu. “Mbavha ngairipiswe zvakakwana, kana isina chainacho, ngaitengeswe pawanikwe muripo wezvayakaba. See the chapter |