Eksodo 22:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 nokuti jasi rake ndicho chifukidzo bedzi chaanacho chomuviri wake. Achavata akafukeiko? Paanochema kwandiri, ini ndichanzwa, nokuti ndine tsitsi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 nokuti ndico cokufuka cake coga, iŋguʋo yake yaanofukidza nayo ganda rake; ucaʋata neiko? Kana iye akaɗana kwandiri, ndicamunzwa, nokuti ndinetsitsi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 nokuti ndicho chokufuka chake choga, inguo yake yaanofukidza nayo ganda rake; achavata neiko? Kana iye akadana kwandiri, ndichamunzwa, nokuti ndine tsitsi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 nokuti ndiro chete raanaro rokufuka. Ko angavate akafukeiko kana asina jasi rake? Kana akazochema kwandiri ndichamunzwa nokuti ndine tsitsi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 nokuti ndiro chete raanaro rokufuka. Ko angavate akafukeiko kana asina jasi rake? Kana akazochema kwandiri ndichamunzwa nokuti ndine tsitsi. See the chapter |