Eksodo 22:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kana mukaita izvozvo uye ivo vakachema kwandiri, zvirokwazvo ndichanzwa kuchema kwavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana ukatoŋgoʋatambudza, ʋakaɗana kwandiri, ndicaterera kuɗana kwaʋo; See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Kana ukatongovatambudza, vakadana kwandiri, ndichateerera kudana kwavo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kana ukavatambudza vakachema kwandiri, chokwadi ndichanzwa kuchema kwavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kana ukavatambudza vakachema kwandiri, chokwadi ndichanzwa kuchema kwavo. See the chapter |