Eksodo 22:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Kana mbavha ikabatwa ichipaza uye ikarohwa ikafa, nyakudzivirira haana mhosva yokuteura ropa; See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana mbava ikaɓatwa icipaza, ikarobga, ikafa, wamuʋuraya haaŋgaʋi nemhoȿa paropa rake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Kana mbavha ikabatwa ichipaza, ikarohwa, ikafa, wamuuraya haangavi nemhosva paropa rake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kana mbavha ikabatwa ichipaza, ikarohwa ikafa, munhu anenge aiuraya haapiwe mhosva yokuponda munhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kana mbavha ikabatwa ichipaza, ikarohwa ikafa, munhu anenge aiuraya haapiwe mhosva yokuponda munhu. See the chapter |