Eksodo 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akaringa-ringa ndokuona kusina munhu achibva auraya muIjipita, ndokumuviga mujecha. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akariŋga‐riŋga, ɀino aciʋona kuti hapanomunhu’po, akaʋuraya muEgipita, akamuʋiga mujeca. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha. See the chapter |