Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 19:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvino kana muchinditeerera nomwoyo wose uye mukachengeta sungano yangu, ipapo muchava pfuma yangu chaiyo pakati pendudzi dzose. Kunyange hazvo nyika yose iri yangu,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Naiɀoɀo ɀino kana mukaterera inzwi raŋgu nomŋoyo wose, mukaceŋgeta suŋgano yaŋgu, mucaʋa fuma yaŋgu caiyo pakati pendudzi dzose, nokuti nyika ndeyaŋgu;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Naizvozvo zvino kana mukateerera izwi rangu nomwoyo wose, mukachengeta sungano yangu, muchava pfuma yangu chaiyo pakati pendudzi dzose, nokuti nyika ndeyangu;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino mukanditeerera nomwoyo wose, muchichengeta chitenderano changu, pamarudzi ose muchava soupfumi hunokosha kwazvo kwandiri, nokuti pasi pose ndepangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvino mukanditeerera nomwoyo wose, muchichengeta chitenderano changu, pamarudzi ose muchava soupfumi hunokosha kwazvo kwandiri, nokuti pasi pose ndepangu.

See the chapter Copy




Eksodo 19:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements