Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 19:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Panguva yamangwanani yezuva rechitatu pakava nokutinhira uye nemheni, negore gobvu rakafukidza gomo, uye kurira kukuru kwehwamanda. Munhu wose aiva mumisasa akadedera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ɀino nezuʋa retatu kwoedza kutinhira kukaʋa’po pamsoro pegomo, nemheni, negore ɗema, nenzwi rehwamanda rinesimba guru; ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari pamisasa ʋakaɗeɗera.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Zvino nezuva retatu kwoedza kutinhira kukavapo pamusoro pegomo, nemheni, negore dema, nezwi rehwamanda rine simba guru; vanhu vose vakanga vari pamisasa vakadedera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Pazuva retatu, mangwanani, mugomo makafumonzwikwa kutinhira nemheni, pagomo pakava negore rakati kwirindindi, kwakanzwikwawo kurira kukuru kwehwamanda, vanhu vose vakadedera nokutya mumatendhe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Pazuva retatu, mangwanani, mugomo makafumonzwikwa kutinhira nemheni, pagomo pakava negore rakati kwirindindi, kwakanzwikwawo kurira kukuru kwehwamanda, vanhu vose vakadedera nokutya mumatendhe.

See the chapter Copy




Eksodo 19:16

Follow us:

Advertisements


Advertisements