Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 19:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Shure kwokuburuka kwaMozisi mugomo achienda kuvanhu, akavanatsa, uye ivo vakashambidza nguo dzavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Mosesi akaɓuruka mugomo, akaenda kuʋanhu, akatsaura ʋanhu; iʋo ʋakasuka ŋguʋo dzaʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Mosesi akaburuka mugomo, akaenda kuvanhu, akatsaura vanhu; ivo vakasuka nguo dzavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mosesi akaburuka mugomo umu oenda kuvanhu. Akandotaurira vaIsiraeri kuti vazvinatse; vakasuka hanzu dzavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mosesi akaburuka mugomo umu oenda kuvanhu. Akandotaurira vaIsiraeri kuti vazvinatse; vakasuka hanzu dzavo.

See the chapter Copy




Eksodo 19:14

Follow us:

Advertisements


Advertisements