Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 18:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 uye mumwe akatumidzwa kunzi Eriezeri, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu; akandiponesa kubva pamunondo waFaro.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 nezita romumŋe rainzi Eriezeri, nokuti wakati: Mŋari waɓaɓa ʋaŋgu wakaŋga ari muɓatsiri waŋgu, akandirwira pamunondo waFarao —

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 nezita romumwe rainzi Ereazari, nokuti akati, “Mwari wababa vangu akanga ari mubatsiri wangu, akandirwira pamunondo waFarao.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mumwe ainzi Eriezero, nokuti aiti, “Mwari wababa vangu ndiye akava mubatsiri wangu, akandinunura kuna Farao akasandiuraya.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mumwe ainzi Eriezero, nokuti aiti, “Mwari wababa vangu ndiye akava mubatsiri wangu, akandinunura kuna Farao akasandiuraya.”

See the chapter Copy




Eksodo 18:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements