Eksodo 18:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Iwe navanhu ava vanouya kwauri muchangozvinetesa chete. Basa iri rinorema kwazvo kwauri; haungagoni kuriita uri woga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀirokwaɀo ucaneta kwaɀo, iwe naʋanhu ʋaunaʋo; nokuti cinhu ici cinokuremera; hauŋgagoni kuciita uri woga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvirokwazvo uchaneta kwazvo, iwe navanhu vaunavo; nokuti chinhu ichi chinokuremera; haungagoni kuchiita uri woga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Iwe uchazviuraya nebasa, uchitambudzisawo vanhu vanouya kudare. Basa irori ibasa guru kwazvo haungariiti uri oga oga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Iwe uchazviuraya nebasa, uchitambudzisawo vanhu vanouya kudare. Basa irori ibasa guru kwazvo haungariiti uri oga oga. See the chapter |