Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 17:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Saka vanhu vakakakavadzana naMozisi uye vakati, “Tipe mvura tinwe.” Mozisi akapindura akati, “Seiko muchikakavadzana neni? Seiko muchiedza Jehovha?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋanhu ʋakarwa naMosesi, ʋakati: Tipe mvura tinwe. Mosesi akati kwaʋari: Munorwireiko neni? Munoidzireiko Jehova?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vanhu vakarwa naMosesi, vakati, “Tipe mvura tinwe.” Mosesi akati kwavari, “Munorwireiko neni? Munoedzereiko Jehovha?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vanhu ndokubva vapopotera Mosesi vachiti, “Tipe mvura yokunwa!” Mosesi akati, “Nemhosva yeiko imi muchindipopotera? Ko munoedzereiko Tenzi muchidaro?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vanhu ndokubva vapopotera Mosesi vachiti, “Tipe mvura yokunwa!” Mosesi akati, “Nemhosva yeiko imi muchindipopotera? Ko munoedzereiko Tenzi muchidaro?”

See the chapter Copy




Eksodo 17:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements