Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 15:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “Muvengi akazvikudza achiti, ‘Ndichavatevera, ndichavabata. Ndichagova zvakapambwa; ndichazvimbirwa navo. Ndichavhomora munondo wangu uye ruoko rwangu ruchavaparadza.’

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Muʋeŋgi wakati: Ndicateʋerera, ndicaʋaɓata, ndicagoʋera ɀandapamba; Kuciʋa kwaŋgu kucagutswa naʋo; Ndicavomora munondo waŋgu, ruʋoko rwaŋgu rucaʋaparadza.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Muvengi akati, ‘Ndichateverera, ndichavabata, ndichagovera zvandapamba; kuchiva kwangu kuchagutswa navo; ndichavhomora munondo wangu, ruoko rwangu ruchavaparadza.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Muvengi akati, ‘Regai ndivatevere ndivabate, ndigoveranise zvandinenge ndapamba, ndichitorawo zvandinoda. Ndichavaburitsira muhara bakatwa rangu, ndivakatakazhe noruoko rwangu, vanyatsopera kuti dhuu.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Muvengi akati, ‘Regai ndivatevere ndivabate, ndigoveranise zvandinenge ndapamba, ndichitorawo zvandinoda. Ndichavaburitsira muhara bakatwa rangu, ndivakatakazhe noruoko rwangu, vanyatsopera kuti dhuu.’

See the chapter Copy

Eksodo 15:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements