Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 15:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Nokufema kwemhino dzenyu mvura zhinji yakaita murwi. Mvura yamasaisai yakamira yakasimba semadziro; mvura yakadzika yakaungana mukati megungwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nokufema kwemhino dzenyu, mvura yakaʋuŋganidzwa pamŋe cete; Nzizi dzikamira dzikaita murwi, Mvura yakadzika yakagwamba mukati meguŋgwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nokufema kwemhino dzenyu, mvura yakaunganidzwa pamwechete; nzizi dzikamira dzikaita murwi, mvura yakadzika yakagwamba mukati megungwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Nehasha dzenyu makangoti furidzei, mvura ndiye unga unga kuungana. Mvura yegungwa yakati dzuu kumira sechidziro. Mvura zhinji pakati pegungwa yakanyatsoti twi kumira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Nehasha dzenyu makangoti furidzei, mvura ndiye unga unga kuungana. Mvura yegungwa yakati dzuu kumira sechidziro. Mvura zhinji pakati pegungwa yakanyatsoti twi kumira.

See the chapter Copy




Eksodo 15:8

Follow us:

Advertisements


Advertisements