Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 1:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 asi vaIsraeri vakaberekana vakawanda zvikuru uye vakava vazhinji kwazvo, zvokuti nyika yakanga yazara navo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ʋana ʋaIsraeri ʋakaɓerekana, ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba guru‐guru; nyika yakaŋga izere naʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Vana vaIsiraeri vakaberekana, vakawanda kwazvo, vakava nesimba guru-guru; nyika yakanga izere navo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi vana vokwaIsiraeri vakaramba vachingoberekana vachiwanda zvikuru, vakazova rudzi rune simba vakatekeshera nenyika yose yeIjipiti.

See the chapter Copy




Eksodo 1:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements