Eksodo 1:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo Faro akarayira vanhu vose kuti, “Vanakomana vose vanoberekwa munofanira kuvakanda murwizi Nairi, asi murege vanasikana vose vari vapenyu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Farao akaraira ʋanhu ʋake ʋose, akati: Ʋanakomana ʋose ʋanozoɓerekwa, muʋakandire murwizi, asi ʋasikana ʋose muʋarege ʋari ʋapenyu haʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Farao akaraira vanhu vake vose, akati, “Vanakomana vose vanozoberekwa, muvakandire murwizi, asi vasikana vose muvarege vari vapenyu havo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Farao akabva audza vanhu vake vose achiti, “Mwana mukomana upi noupi anenge aberekwa mukati mavaHebheru, mukandei murwizi, muna Nairi, asi vana vasikana vose, varegei vari vapenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Farao akabva audza vanhu vake vose achiti, “Mwana mukomana upi noupi anenge aberekwa mukati mavaHebheru, mukandei murwizi, muna Nairi, asi vana vasikana vose, varegei vari vapenyu.” See the chapter |