Online Bible

- Advertisements -




Danieri 9:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ndakanyengetera kuna Jehovha Mwari wangu ndikareurura ndichiti: “Haiwa Ishe, Mwari mukuru anotyisa, iye anochengeta sungano yake yorudo navose vanomuda uye vanoteerera mirayiro yake,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ndikanyeŋgetera kunaJehova Mŋari waŋgu, ndikaɀireʋurura ɀiʋi, ndikati: Haiwa, Ishe, Mŋari mukuru unotyisa, unosimbisa suŋgano yake nenyasha dzake kunaʋanomuɗa, ʋanoceŋgeta mirairo yake,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ndikanyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura zvivi, ndikati, ‘Aiwa, Ishe, Mwari mukuru anotyisa, anosimbisa sungano yake nenyasha dzake kuna vanomuda, vanochengeta mirayiro yake,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ndakanamata kuna Tenzi, Mwari wangu ndichireurura ndichiti: “Imi Tenzi, Mwari mukurukuru anotyisa anochengeta chitenderano achiitira mwoyochena kuvanhu vanomuda vanochengeta mitemo yake;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ndakanamata kuna Tenzi, Mwari wangu ndichireurura ndichiti: “Imi Tenzi, Mwari mukurukuru anotyisa anochengeta chitenderano achiitira mwoyochena kuvanhu vanomuda vanochengeta mitemo yake;

See the chapter Copy

Shona BIBLE

4 Ndikanyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura zvivi, ndikati, ‘Aiwa, Ishe, Mwari mukuru anotyisa, anosimbisa sungano yake nenyasha dzake kuna vanomuda, vanochengeta mirairo yake,

See the chapter Copy




Danieri 9:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements