Danieri 9:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka ndakatendeukira kuna Ishe Mwari ndikamukumbira mukunyengetera nokuteterera, ndichitsanya, uye ndikafuka nguo dzamasaga namadota. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndikarinzira ciso caŋgu kunaShe Mŋari, ndikamutȿaka nokunyeŋgetera nokukumbira, nokuɀinyima ɀokudya, namasaga namaɗota. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Ndikarinzira chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo ndakatarisa kuna Tenzi Mwari ndichimutsvaka nomunamato neminyengetero nokutsanya ndakapfeka hanzu dzemasaga ndakazvidira dota. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo ndakatarisa kuna Tenzi Mwari ndichimutsvaka nomunamato neminyengetero nokutsanya ndakapfeka hanzu dzemasaga ndakazvidira dota. See the chapterShona BIBLE3 Ndikaratidza chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota. See the chapter |