Danieri 8:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Nhongo yakava huru kwazvo, asi yakati yasimba kwazvo, runyanga rwayo rukuru rwakavhunika, uye panzvimbo yarwo pakamera dzimwe nyanga ina dzakasimba dzakananga kumhepo ina dzokudenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nhoŋgo ikaɀikudza ɀikuru kwaɀo; ɀino yakati yasimba, runyaŋga rukuru ndokuvunika, nyaŋga huru inna dzikaɓuɗa panɀimbo yarwo, dzakatarira kumhepo inna dzokuɗeŋga. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 “Nhongo ikazvikudza zvikuru kwazvo; zvino yakati yasimba, runyanga rukuru ndokuvhunika, nyanga huru ina dzikabuda panzvimbo yarwo, dzakatarira kumhepo ina dzokudenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Gotora iri rakabva razvitutumadza zvikuru kwazvo asi parakanga zvino rasimba, zinyanga guru riya rakatyoka. Panzvimbo paro pakabuda nyanga ina dzainyatsoonekwa dzakanga dzakananga mumhepo kumativi mana edenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Gotora iri rakabva razvitutumadza zvikuru kwazvo asi parakanga zvino rasimba, zinyanga guru riya rakatyoka. Panzvimbo paro pakabuda nyanga ina dzainyatsoonekwa dzakanga dzakananga mumhepo kumativi mana edenga. See the chapterShona BIBLE8 “Nhongo ikazvikudza zvikuru kwazvo; zvino yakati yasimba, runyanga rukuru ndokuvhunika, nyanga huru ina dzikabuda panzvimbo yarwo, dzakatarira kumhepo ina dzokudenga. See the chapter |