Danieri 8:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Nyanga ina dzakatsiva ruya rwakavhunika dzinomirira ushe una huchabuda murudzi rwake asi hahuzovi nesimba rakaenzana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana ruri runyaŋga rwakavunika, dzimŋe inna dzikaɓuɗa panɀimbo yarwo, ʋushe ʋunna ʋucaɓuɗa parudzi urwo, asi haʋuŋgaʋi nesimba rarwo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Kana ruri runyanga rwakavhunika, dzimwe ina dzakabuda panzvimbo yarwo, ushe huna huchabuda parudzi urwo, asi haungavi nesimba rarwo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Nyanga yatyoka iya, ina panzvimbo pakamuka nyanga dzimwe ina, ndihwo umambo huna huchamuka muvanhu vake asi zvisingabve musimba rake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Nyanga yatyoka iya, ina panzvimbo pakamuka nyanga dzimwe ina, ndihwo umambo huna huchamuka muvanhu vake asi zvisingabve musimba rake. See the chapterShona BIBLE22 Kana ruri runyanga rwakavhunika, dzimwe ina dzakabuda panzvimbo yarwo, ushe huna huchabuda parudzi urwo, asi haungavi nesimba rarwo. See the chapter |