Danieri 7:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Dhanieri akati, “Muchiratidzo changu usiku, ndakatarira, uye hapo pamberi pangu pakanga pane mhepo ina dzokudenga dzaibvongodza gungwa guru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Danieri akataura, akati: Ndakaʋona paneɀandakaratidzwa ʋusiku, tarirai, mhepo inna dzokuɗeŋga dzakamutsa guŋgwa guru. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Dhanieri akataura, akati, “Ndakaona pane zvandakaratidzwa usiku, tarirai, mhepo ina dzokudenga dzakamutsa gungwa guru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dhanieri akati, “Zvandakaona muchiratidzo usiku ndezvizvi. Ndakaona mhepo dzokumativi mana edenga dzichisimudza zigungwa guru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Dhanieri akati, “Zvandakaona muchiratidzo usiku ndezvizvi. Ndakaona mhepo dzokumativi mana edenga dzichisimudza zigungwa guru. See the chapterShona BIBLE2 Dhanieri akataura, akati, “Ndakaona pane zvandakaratidzwa usiku, tarirai, mhepo ina dzokudenga dzakamutsa gungwa guru. See the chapter |