Online Bible

- Advertisements -




Danieri 3:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Ipapo akadana machinda, varayiri, madzishe, vapi vamazano, vachengeti vepfuma, vatongi vedzimhosva vakuru, vatongi vedzimhosva vadiki navamwe vabati vose vamatunhu kuti vauye kuzokumikidza chifananidzo chaakanga amisa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ipapo mambo Nebukadnezari akatuma ʋanhu kundokokera macinda naʋarairi namadzishe naʋatoŋgi naʋaceŋgeti ʋefuma namakurukota naʋaziʋi ʋemirairo naʋaɓati ʋose ʋamatiʋi enyika, kuti ʋaʋuye kumutambo wokugadzwa kwecifananidzo cakaŋga camiswa naNebukadnezari.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ipapo mambo Nebhukadhinezari akatuma vanhu kundokokera machinda navarayiri namadzishe navatongi navachengeti vepfuma namakurukota navazivi vemirayiro navabati vose vamativi enyika, kuti vauye kumutambo wokugadzwa kwechifananidzo chakanga chamiswa naNebhukadhinezari.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Mambo Nebhukadhineza akatumira shoko rokuunganidza madzishe navatungamiriri uye masadunhu namakurukota namadzisahomwe uye namagweta navatongi vedzimhosva navakuru vakuru vose zvavo venyika idzodzo kuti vauye paizoteketerwa kuna vamwari chifananidzo ichocho chakanga chamiswa naNebhukadhineza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Mambo Nebhukadhineza akatumira shoko rokuunganidza madzishe navatungamiriri uye masadunhu namakurukota namadzisahomwe uye namagweta navatongi vedzimhosva navakuru vakuru vose zvavo venyika idzodzo kuti vauye paizoteketerwa kuna vamwari chifananidzo ichocho chakanga chamiswa naNebhukadhineza.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

2 Ipapo mambo Nebhukadhineza akatuma vanhu kundokokera machinda navarayiri namadzishe navatongi navachengeti vepfuma namakurukota navazivi vemirairo navabati vose vamativi enyika, kuti vauye kumutambo wokugadzwa kwechifananidzo chakanga chamiswa naNebhukadhineza.

See the chapter Copy




Danieri 3:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements