Danieri 11:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Shure kwokuonekwa kwake, ushe hwake huchatsemuka hugogoverwa kumhepo ina dzedenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana amuka, ʋushe bgake ʋucaputswa, ndokuparadzirwa kumhepo inna dzokuɗeŋga, asi haʋuŋgaendi kuʋazukuru ʋake, ʋuye haʋuŋgaenzani nesimba raakaɓata naro iye; nokuti ʋushe bgake ʋucadzurwa, ndokupiwa ʋamŋe kunze kwaiʋaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Kana amuka, ushe hwake huchaputswa, ndokuparadzirwa kumhepo ina dzokudenga, asi hahungaendi kuvazukuru vake, uye hahungaenzani nesimba raakabata naro iye; nokuti ushe hwake huchadzurwa, ndokupiwa vamwe kunze kwaivavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Paachange amuka kudaro, umambo hwake huchaparadzwa hugokamuraniswa huchienda kumativi mana emhepo dzedenga. Izvozvo hunenge husingakamuraniswe pakati pevemba yake kana maererano nesimba rokutonga raaitonga naro nokuti umambo hwake huchatipurwa hugoiswa kune vamwewo vasiri ivava. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Paachange amuka kudaro, umambo hwake huchaparadzwa hugokamuraniswa huchienda kumativi mana emhepo dzedenga. Izvozvo hunenge husingakamuraniswe pakati pevemba yake kana maererano nesimba rokutonga raaitonga naro nokuti umambo hwake huchatipurwa hugoiswa kune vamwewo vasiri ivava. See the chapterShona BIBLE4 Kana amuka, ushe hwake huchaputswa, ndokuparadzirwa kumhepo ina dzokudenga, asi hahungaendi kuvazukuru vake, uye hahungaenzani nesimba raakabata naro iye; nokuti ushe hwake huchadzurwa, ndokupiwa vamwe kunze kwaivavo. See the chapter |