Online Bible

- Advertisements -




Danieri 10:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Ipapo ndakamunzwa achitaura, uye pandakanga ndakateerera kwaari, ndakabatwa nehope huru, ndikatsikitsira pasi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kunyaŋge ɀakaɗaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; ɀino ndakati ndicinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikaɓatwa nehope kwaɀo ndiʋete paciso caŋgu, ciso caŋgu cakatarira pasi.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Kunyange zvakadaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; zvino ndakati ndichinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikabatwa nehope kwazvo ndivete pachiso changu, chiso changu chakatarira pasi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Ndipo pandakanzwa izwi rake kutaura. Pandakanzwa kutaura kwake ikoko ndakabva ndati kwimha pasi nouso ndokubva ndanzi koche kubatwa nehope dzorufu uso hwangu huri pasi kudaro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Ndipo pandakanzwa izwi rake kutaura. Pandakanzwa kutaura kwake ikoko ndakabva ndati kwimha pasi nouso ndokubva ndanzi koche kubatwa nehope dzorufu uso hwangu huri pasi kudaro.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

9 Kunyangwe zvakadaro ndakanzwa kutinhira kwamashoko ake; zvino ndakati ndichinzwa kutinhira kwamashoko ake, ndikabatwa nehope kwazvo ndivete pachiso changu, chiso changu chakatarira pasi.

See the chapter Copy




Danieri 10:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements