Online Bible

- Advertisements -

Danieri 10:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ini, Dhanieri, ndini ndoga chete ndakaona chiratidzo; varume vakanga vaneni havana kuchiona, asi kutyisa kwakadai kwakavavhundutsa zvokuti vakatiza vakandovanda.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino ini Danieri ndakaʋona iɀo ɀakaratidzwa ini ndoga; nokuti ʋarume ʋakaŋga ʋaneni haʋana‐kuʋona ɀakaratidzwa; asi ʋakaɓatwa nokuɗeɗera kukuru, ʋakatiza kundoʋanda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 “Zvino ini Dhanieri ndakaona izvo zvakaratidzwa ini ndoga; nokuti varume vakanga vaneni havana kuona zvakaratidzwa; asi vakabatwa nokudedera kukuru, vakatiza kundovanda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Iyeni Dhanieri ndoga ndini ndakaona chiratidzo ichocho nokuti varume vandaiva navo havana kuona chiratidzo ichocho. Asi vakapindwa nokudedera kukuru kwazvo vakatiza kundohwanda.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Iyeni Dhanieri ndoga ndini ndakaona chiratidzo ichocho nokuti varume vandaiva navo havana kuona chiratidzo ichocho. Asi vakapindwa nokudedera kukuru kwazvo vakatiza kundohwanda.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

7 “Zvino ini Dhanieri ndakaona izvo zvakaratidzwa ini ndoga; nokuti varume vakanga vaneni havana kuona zvakaratidzwa; asi vakabatwa nokudedera kukuru, vakatiza kundovanda.

See the chapter Copy

Danieri 10:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements