2 Timoti 2:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Funga pamusoro pezvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pane izvi zvose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Fuŋga ɀandinoreʋa, nokuti Ishe ucakupa kunzwisisa paɀinhu ɀose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Funga zvandinoreva, nokuti Ishe achakupa kunzwisisa pazvinhu zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Rangarira zvandinotaura nokuti Tenzi achakupa kunzwisisa muna zvose. See the chapter |