2 Timoti 2:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hakuna munhu anoshanda somurwi anozviisa pazvinhu zvoupenyu hwavasiri varwi, nokuti anoda kufadza mukuru wake wehondo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hakunomunhu unorwa papfumo unoɀipiŋganidza namaɓasa oʋupenyu bguno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Hakuna munhu anorwa papfumo anozvipinganidza namabasa ohupenyu huno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa. See the chapter |