Online Bibel

- Annoncer -




ƲaEfeso 1:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 mavenekerwa meso omŋoyo wenyu, kuti muziʋe kuti kuɗana kwake kunetariro yei, nefuma yokubginya kwenhaka yake pakati paʋatȿene,

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

18 mavhenekerwa meso omwoyo wenyu, kuti muzive kuti kudana kwake kune tariro yei, nepfuma yokubwinya kwenhaka yake pakati pavatsvene,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 uye kuti mwoyo yenyu ivhenekerwe kuti muzive chitarisiro chaakakudanirai uye upfumi hwenhaka yake inomukurumbira inowanikwa navatsvene

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 uye kuti mwoyo yenyu ivhenekerwe kuti muzive chitarisiro chaakakudanirai uye upfumi hwenhaka yake inomukurumbira inowanikwa navatsvene

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Ndinonyengeterawo kuti meso emwoyo wenyu avhenekerwe kuitira kuti mugoziva pfuma yenhaka yake yokubwinya muvatsvene,

Se kapitlet Kopi




ƲaEfeso 1:18

Følg os:

Annoncer


Annoncer