Numeri 1:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaEfraimi, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna namazana mashanu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200233 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaEfuremu, vakasvika zviuru zvina makumi mana namazana mashanu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona33 Vakaverengwa mudzinza raEfuremu vose vaisvika makumi mana ezviuru ana mazana mashanu. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaEfuremu vaisvika zviuru makumi mana, namazana mashanu. Se kapitlet |