Numeri 1:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaRubeni ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200221 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaRubheni vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaRubheni vaiva zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu. Se kapitlet |