Mapisarema 1:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti Jehova unoziʋa nzira yaʋakarurama; Asi nzira yaʋakaipa icaparadzwa. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti Jehovha anotarira nzira yavakarurama, asi nzira yavakaipa ichaparadzwa. Se kapitlet |