Johane 1:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Uyo wakaŋga asati ari ico ciedza, asi wakatumŋa kuti apupurire ciedza. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20028 Uyu akanga asati ari icho chiedza, asi akatumwa kuti apupurire chiedza. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Akanga asiri iye chiedza pachake; akauya chete ari sechapupu kuchiedza. Se kapitlet |