Johane 1:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Iye wakaʋuya kuzopupura, kuti apupurire ciedza, kuti ʋose ʋatende naye. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20027 Iye akauya kuzopupura, kuti apupurire chiedza, kuti vose vatende naye. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uyu akauya kuzopa uchapupu achipupurira chiedza, kuti vanhu vose vatende maari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona7 Uyu akauya kuzopa uchapupu achipupurira chiedza, kuti vanhu vose vatende maari. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Iye akauya sechapupu kuzopupurira chiedza chiya, kuitira kuti vanhu vatende kubudikidza naye. Se kapitlet |